NIGEL JONASI PROGRAMMING NOTES
Print() ifunction inoita kuti wakainyora wobva waisa zvinhu zvaurikuda mubracket kuti zvibude
ndiyo yaunoshandisa sekuti print(“nigel”) panoranha program inongobudisa chete pakanzi
nigel.
Variables
Variable izita rinopiwa container raunostowera data sekuti a=5 , a ivariable na 5 ndiye data
rastowewa.
Pane 4 madata types anoti interger , floating , Boolean logical truth value and strings data types
Interger inonyorwa se int inenge ine mawhole numbers chete sekuti 1000
Floating inonyorwa se float inenge ine manumbers ane comma chete
Boolean inyorwa se bool inenge ine true kana false chete
String inongonyorwa se str inosanganisira maletters, mano’s kana kutii zvese se “nigel is 19
years old”
Mastrings anoiswa ma quote marks “nigel” always
Mamwe madata types haana basa ne maquote marks and haatoiswe
Amwe maprogramming languages ane basa ne kuspecifier kuti itype ipi yevariable sekuti str
a=”Shayne is 13 years old” asi python language haina basa nazvo
Zita revariable harifanire kutanga ne number
Zita revariable harifanire kuva nemaspaces , masymbols kana makeywords
Macomments aiswa futi pamacodes
Anoshandiswa kuexplainer zvirikuita macodes
Mupython anotanga na#
Hakanganise macodes uye haatobude panorunner program
Input function
Input() function inoshandiswa kuaccepter zvinhu zvinenge zvanyorwa nauser nekeyboady
ozvistowewa muvariable
Optionally function inospecifier string ine ine maquotes marks mukati me mabrackets , string iyi
inodisplayewa ichirequester input
Sekuti name=input(“please enter your name”) name ndiye variable
Print(“hello”,name)
Print(“welcome to coding for beginners”)
Print(“remember to have fun”,name)
Hapana need yekuisa maspaces pamacodes akaseparetwa na comma nekuti panorunner
program anoiginowewa saka pangapana comma panosara space
End=”” anoshandiswa kubatanidza 2 maline asina kubatana ichiisa kaline aka - pakati pacho
Sekuti print(“nigel”)
Print(“jonasi”) output nigel-jonasi
Aka – ndiko kanoedhewa
Recognizing data type
Kana Boolean , nefloat ne interger kana zvakavharwa nemaquote marks ane amastrings
Type() function
Type function inoshandiswa kudiscover type yedata inenge iri muvariable
Unofanira kuisa variable name mumabrackets type() kuti uudzwe
Sekuti race=”Daytona 500”
Print(race,”is”+type(race)) 0utput Daytona 500 is str
Variable name harifanire kuva nema quote marks
+ anoshandiswa kuplasa kana kuedha space kana kubatanidza 2 mastrings
Converting data
Numeric number anoiswa muvariable mucode yako ari automatically appointed data type ye
interger kana floating
Zvinhu zvinoiswa mumavariable kubva kuuser neinput() function zviri aoutomatically appointed
data type yestring chero ari manumbers
Int(x) – inokonivheta x kumuisa kuinterger
Float(x) –inokonivheta x kumuisa kuinterger
Str(x) –inokonivheta x kumuisa kustring
Pane 3 matypes emaerrors ecoding anoti syntax, runtime ne sematic error
Syntax inoitika kana wakanganisa marules ethat programming language sekuti wakanganisa
kuisa quote marks pamastrings. Uye inoitika before program yarunner
Runtime inoitika program yakurunner example kana variable name rakanganiswa kunyorwa
semanyorerwa aratanga rakaita sekuti tittle obva wati title saka variable name iyi inenge
yakusarecognizwa saka interpreter iri kurinner program inobva yamirira ipapo pane error
yaripota neword rakanzi exception
Sematic inoitika kana program yaburitsa output isiriyo sekuti wakatarisira 3*8+4=36 inobva
yaburitsa 28. Uye haimboonekwa neinterpreter